Dhanieri 4:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, imi mambo, farirai mugogamuchira zvandinokurayirai: Fukidzai zvivi zvenyu nokuita zvakarurama, uye kuipa kwenyu nokuitira zvakanaka vanomanikidzwa. Zvimwe zvingaitika kuti ipapo kubudirira kwenyu kuchaenderera mberi.”

Dhanieri 4

Dhanieri 4:25-33