Dhanieri 4:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchadzingwa pakati pavanhu uye muchagara nemhuka dzesango; muchadya bundo semombe uye muchanyoroveswa nedova redenga. Nguva nomwe dzichakupfuurai kusvikira maziva kuti Wokumusoro-soro ndiye ishe pamusoro poushe hwavanhu uye anohupa kuna ani zvake waanenge ada.

Dhanieri 4

Dhanieri 4:21-27