Dhanieri 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mashizha awo akanga akanaka, uye michero yawo yakawanda chose, uye pamusoro pawo pakanga pane zvokudya zvazvose. Mhuka dzesango dzakawana mumvuri pasi pawo, uye shiri dzedenga dzaimhara pamatavi awo; zvipenyu zvose zvaidya pauri.

Dhanieri 4

Dhanieri 4:9-18