Dhanieri 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamunongonzwa kurira kwehwamanda, nenyere nomutopota norudimbwa nembira, namabhosvo nemhando dzose dzezviridzwa, munofanira kuwira pasi mugonamata chifananidzo chegoridhe chakamiswa naMambo Nebhukadhinezari.

Dhanieri 3

Dhanieri 3:4-13