Dhanieri 3:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Tarirai! Ndiri kuona vanhu vana vachifamba-famba mumoto, vasina kusungwa uye vasina kutsva, uye wechina anoratidzika somwanakomana wavamwari.”

Dhanieri 3

Dhanieri 3:23-29