Dhanieri 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka varume ava, vakapfeka nguo dzavo, namabhurugwa avo, nengowani dzavo nedzimwe hembe, vakasungwa ndokukandwa mumoto unopfuta kwazvo.

Dhanieri 3

Dhanieri 3:20-25