Dhanieri 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kunyange dai akasatirwira, tinoda kuti muzive, imi mambo, kuti hatizoshumiri vamwari venyu kana kunamata chifananidzo chegoridhe chamakamisa.”

Dhanieri 3

Dhanieri 3:9-24