Dhanieri 2:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akati kuna Dhanieri, “Zvirokwazvo Mwari wako ndiMwari wavamwari naIshe wamadzimambo uye nomuzivisi wezvakavanzika, nokuti iwe wakagona kuzivisa chakavanzika ichi.”

Dhanieri 2

Dhanieri 2:42-49