Dhanieri 2:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchakatarisa, makaona ibwe richivezwa, asi kwete namaoko omunhu. Rakarova chifananidzo patsoka dzacho dzesimbi nevhu ndokuzvipwanya.

Dhanieri 2

Dhanieri 2:24-44