Dhanieri 2:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi kudenga kuna Mwari anozivisa zvakavanzika. Iye akaratidza Mambo Nebhukadhinezari zvichaitika mumazuva anouya. Kurota kwenyu nezviratidzo zvakaratidzwa mundangariro dzenyu muvete pamubhedha ndezvizvi:

Dhanieri 2

Dhanieri 2:22-31