Dhanieri 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akabvunza muchinda wamambo achiti, “Seiko mambo akatema chirevo chakadai?” Arioki akatsanangurira Dhanieri nyaya yacho.

Dhanieri 2

Dhanieri 2:11-19