Dhanieri 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakaita kuti mambo ashatirwe zvikuru uye akava nehasha zvokuti akarayira kuti vakachenjera vose veBhabhironi vaurayiwe.

Dhanieri 2

Dhanieri 2:2-15