Dhanieri 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe akanga akapfeka nguo yomucheka, akanga ari pamusoro pemvura zhinji yorwizi, akasimudza ruoko rwake rworudyi noruoko rwake rworuboshwe kudenga, ndikamunzwa achipika naiye anorarama nokusingaperi, achiti, “Zvichava kwechinguva nedzimwe nguva nehafu yenguva. Kana simba ravanhu vatsvene rikange raputsanywa, zvinhu zvose izvi zvichapedziswa.”

Dhanieri 12

Dhanieri 12:1-13