Dhanieri 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Panguva iyoyo Mikaeri, muchinda mukuru anodzivirira vanhu vako, achasimuka. Pachava nenguva yenhamo isina kumbovapo kubva pakuvamba kwendudzi kusvikira zvino. Asi panguva iyoyo vanhu vako, ani naani ane zita rakanyorwa mubhuku, acharwirwa.

Dhanieri 12

Dhanieri 12:1-4