Dhanieri 11:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mambo uyu achaita sezvaanoda. Achazvisimudzira nokuzvikudza pamusoro pavamwari vose uye achataura zvinhu zvisina kumbonzwikwa pamusoro paMwari wavamwari. Achabudirira kusvikira nguva yokutsamwa yapera, nokuti zvakatemwa zvinofanira kuitika.

Dhanieri 11

Dhanieri 11:26-43