Dhanieri 11:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo woKumusoro achadzokera kunyika yokwake nepfuma zhinji, asi mwoyo wake uchavenga sungano tsvene. Achairwisa agodzokera kunyika yokwake.

Dhanieri 11

Dhanieri 11:23-36