Dhanieri 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti mambo woKumusoro achaumba imwe hondo, yakakura kupfuura yokutanga; uye shure kwamakore mazhinji, achaenda kundorwa ane hondo huru huru yakashongedzwa zvakakwana.

Dhanieri 11

Dhanieri 11:5-14