Dhanieri 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handina kudya zvokudya zvakanaka; kunyange nyama kana waini hazvina kusvika pamuromo wangu; uye handina kana kuzora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzapera.

Dhanieri 10

Dhanieri 10:1-10