Dhanieri 10:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mumwe akanga akafanana nomunhu akabata muromo wangu, ini ndikashamisa muromo wangu ndokutanga kutaura. Ndakati kuno wakanga amire pamberi pangu, “Ini ndabatwa nokurwadziwa nokuda kwechiratidzo, ishe wangu, uye ndapererwa.

Dhanieri 10

Dhanieri 10:6-21