Dhanieri 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Ishe akaisa Jehoyakimi mambo weJudha muruoko rwake, pamwe chete nemimwe midziyo yaibva mutemberi yaMwari. Akatakura izvi akaenda nazvo kutemberi yamwari wake kuBhabhironi ndokuzviisa muimba yepfuma yamwari wake.

Dhanieri 1

Dhanieri 1:1-5