Dhanieri 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazuva gumi akati apera, ivo vakaratidza kuva noutano hwakagwinya uye nemiviri yakanaka kupinda majaya akadya zvokudya zvamambo.

Dhanieri 1

Dhanieri 1:11-21