Dhanieri 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi muchinda akaudza Dhanieri kuti, “Ndinotya ishe wangu mambo, anova ndiye akarayira zvamunofanira kudya nokunwa. Achaonereiko zviso zvenyu zvakaonda kupfuura zvamamwe majaya ezera renyu? Mambo achaita kuti musoro wangu udimurwe nokuda kwenyu.”

Dhanieri 1

Dhanieri 1:4-19