Amosi 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange vakaendeswa kuutapwa navavengi vavo, ikoko ndicharayira munondo kuti uvaparadze. Ndichanan'anidza meso angu pavari kuti ndivaitire zvakaipa, kwete zvakanaka.”

Amosi 9

Amosi 9:3-6