Amosi 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vanopika nokunyadzisa kweSamaria, kana vanoti, ‘Namwari wako mupenyu, iwe Dhani,’ kana kuti, ‘Namwari waBheerishebha mupenyu,’ vachawa, vakasazomukazve.”

Amosi 8

Amosi 8:7-14