Amosi 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi ndizvo zvandakaratidzwa naIshe Jehovha: Ishe Jehovha akanga achidanidzira kuti pave nokutonga nomoto; wakaomesa gungwa rakadzika uye ukaparadza nyika.

Amosi 7

Amosi 7:1-9