Amosi 6:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jehovha Mwari Wamasimba Ose anoti, “Ndichakumutsirai rumwe rudzi kuti rukumukirei, imi imba yaIsraeri, ruchakutambudzai panzira yenyu yose, kubva kuRebho Hamati kusvikira kumupata weArabha.”

Amosi 6

Amosi 6:10-14