Amosi 5:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo zvanzi naIshe, Jehovha Mwari Wamasimba Ose, “Muchava nokuchema mumigwagwa yose nemhere yokurwadziwa pazvivara zvose. Varimi vachadanwa kuti vazochema uye vanochema vazoungudza.

Amosi 5

Amosi 5:14-22