Amosi 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munotsika pamusoro pomurombo muchimumanikidza kuti akupei zviyo. Naizvozvo, kunyange makavaka dzimba huru dzamabwe, hamungagari madziri; kunyange makasima minda yakasvibira yemizambiringa, hamunganwi waini yayo.

Amosi 5

Amosi 5:10-15