Amosi 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndakamisawo mvura kuti isanaya kwasara mwedzi mitatu kuti mukohwe. Ndakatumira mvura kuguta rimwe chete ndikasanayisa kune rimwe. Mumwe munda wakawana mvura mumwe wakashayiwa uye ukaoma.

Amosi 4

Amosi 4:4-9