Amosi 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndakaparadza vamwe venyu sokuparadza kwandakaita Sodhomu neGomora. Makanga makaita sorukuni runotsva, rwabviswa mumoto, asi hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Amosi 4

Amosi 4:4-12