Amosi 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanovata pasi parutivi pearitari imwe neimwe panguo dzakatorwa norubatso. Mumba yamwari wavo vanonwa waini yakatorwa somuripo.

Amosi 2

Amosi 2:4-10