Amosi 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, “Nemhaka yezvivi zvitatu zvaIsraeri, kunyange zvina, handingadzori hasha dzangu. Vanotengesa vakarurama kuti vawane sirivha, navanoshayiwa kuti vawane shangu.

Amosi 2

Amosi 2:2-11