Amosi 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, “Nemhaka yezvivi zvitatu zvaJudha, kunyange zvina, handingadzori hasha dzangu. Nokuti vakaramba murayiro waJehovha uye havana kuchengeta mitemo yake, nokuti vakatsauswa mukurasika navamwari venhema, vamwari vakateverwa namadzitateguru avo,

Amosi 2

Amosi 2:1-8