2 Vatesaronika 3:14-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Kana pano munhu asingateereri kurayira kwedu mutsamba iyi, mumungwarire. Musafambidzana naye, kuitira kuti anyare.

15. Asi musamutora somuvengi, asi mumuyambire sehama.

16. Zvino Ishe worugare ngaakupei rugare nguva dzose nomunzira dzose.

2 Vatesaronika 3