2 Vatesaronika 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ipapo munhu wokutsauka achazoratidzwa, uyo achaparadzwa naIshe Jesu nokufema kwomuromo wake, achimuparadza nokubwinya kwokuuya kwake.

2 Vatesaronika 2

2 Vatesaronika 2:1-17