2 Vatesaronika 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi tinofanira kuvonga Mwari nguva dzose nokuda kwenyu, hama dzinodiwa naIshe, nokuti kubva pakutanga Mwari akakusarudzai kuti muponeswe nebasa rokuchenesa roMweya uye nokutenda chokwadi.

2 Vatesaronika 2

2 Vatesaronika 2:7-14