2 Vatesaronika 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye agozorodza imi vari kutambudzika, uye nesuwo. Izvi zvichaitika Ishe Jesu paacharatidzwa kubva kudenga mumurazvo womo-to unopfuta ane vatumwa vake vane simba.

2 Vatesaronika 1

2 Vatesaronika 1:1-12