2 Vatesaronika 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvose izvi ndizvo zvinoratidza kuti kutonga kwaMwari kwakarurama, uye nokuda kwaizvozvi muchanzi makafanirwa noumambo hwaMwari, ihwo hwamunotamburira.

2 Vatesaronika 1

2 Vatesaronika 1:1-10