2 Vatesaronika 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tinofanira kuramba tichivonga Mwari nguva dzose nokuda kwenyu, hama, uye zvakanaka izvozvo, nokuti kutenda kwenyu kuri kukura zvakanyanya, uye rudo rwamunarwo kuno mumwe nomumwe wenyu rwuri kukura.

2 Vatesaronika 1

2 Vatesaronika 1:1-10