2 Vatesaronika 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pazuva raanouya kuzokudzwa muvanhu vake vatsvene uye sechishamiso pakati paavo vose vakatenda. Izvi zvinosanganisira imi, nokuti makatenda uchapupu hwedu kwamuri.

2 Vatesaronika 1

2 Vatesaronika 1:2-12