2 Vakorinde 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu mumwe nomumwe ngaape sezvaakafunga mumwoyo make kuti ape, kwete kupa achitsutsumwa kana kuti achimanikidzwa, nokuti Mwari anoda munhu anopa nomufaro.

2 Vakorinde 9

2 Vakorinde 9:6-15