2 Vakorinde 9:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakaona zvakafanira kuti ndikurudzire hama kuti dzikushanyirei pachine nguva uye kuti mugopedzisa kugadzirira nezvechipo chikuru chamakavimbisa. Ipapo chichava chipo chakagadzirirwa chakapiwa nomufaro, kwete sechipo chokumanikidzirwa.

2 Vakorinde 9

2 Vakorinde 9:1-8