2 Vakorinde 8:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Tito haana kugamuchira chikumbiro chedu bedzi, asi kuti ari kuuyawo kwamuri nokushingaira kukuru uye nokuda kwake hake.

2 Vakorinde 8

2 Vakorinde 8:9-24