2 Vakorinde 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva ino kuwana kwenyu kuchavawanisa zvavanoshayiwa, kuitirawo kuti kuwana kwavo kugokuwanisaiwo zvamunoshayiwa. Ipapo pachava nokuenzana,

2 Vakorinde 8

2 Vakorinde 8:6-19