2 Vakorinde 7:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvazvo ndakakuchemedzai netsamba yangu, handizvidembi nokuda kwaizvozvo. Kunyange zvangu ndakazvidemba, ndinoona kuti tsamba yangu yakakurwadzai, asi kwenguva duku chete,

2 Vakorinde 7

2 Vakorinde 7:1-12