2 Vakorinde 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti patakasvika kuMasedhonia, muviri wedu uyu hauna kuwana zororo, asi takatambudzwa kumativi ose, zvaiti kukakavara kunze, kutya nechomukati.

2 Vakorinde 7

2 Vakorinde 7:1-8