2 Vakorinde 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka kunyange zvangu ndakakunyorerai, ndakanga ndisingazviiti nokuda kwaiye akaita zvakaipa, kana nokuda kwaiye akaitirwa zvakaipa, asi kuti pamberi paMwari mugone kuzvionera kuti makazvipira sei kwatiri.

2 Vakorinde 7

2 Vakorinde 7:11-15