2 Vakorinde 5:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kana tiri mutende ino, tinogomera uye tichiremerwa, nokuti hatishuvi kugara tisina kupfekedzwa muviri wedu wokudenga, kuti icho chinofa chimedzwe noupenyu.

2 Vakorinde 5

2 Vakorinde 5:1-14