2 Vakorinde 5:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka kubva zvino hatitongozivi munhu namaziviro enyika. Kunyange zvedu takaziva Kristu kare nenzira iyi, hatichamuzivi saizvozvo.

2 Vakorinde 5

2 Vakorinde 5:14-20