2 Vakorinde 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti rudo rwaKristu runotimanikidza, nokuti tinoziva mumwe chete akafira vose, uye naizvozvo vose vakafa.

2 Vakorinde 5

2 Vakorinde 5:7-21